• Categories
  • Matured People | Vabva Zera Talks

    Group Info

    Matured People | Vabva Zera Talks Group

  • GROUP RULES.

    Pano tinotaura nyaya dzehupenyu mudzimba uye mukurarama nevamwe munyika.

    Kana uine dambudziko rinoda advice unotenderwa kuisa nyaya yako as topic.

    Hatidi vanoshora or kutuka vamwe munhu vese akasununguka kuonesa pfungwa dzake.

    X Sex Pics n videos not allowed.

    X Not a dating site. XVoicenotes not allowed.

    X Stickers

    XLinks X No politics

    Xzvimumumu tinoratidza door

    Photos nekuzivana on Sundays only

    If uine chichemo bata any of the admins..nyaya dzeinbox

    pedzerai ikoko.

    Related Groups